Hymn 291 Yakafanira Nyenye

[V1]
Yakafanira nyenye, Yakafanira nyenye;
Yakafanira nyenye, Yabaiwa

[C]
Mbiri, Hariruya, Kudza Hariruya!
Mbiri, Hariruya! Kunyenye.

[V2]
Tenzi unza umambo! Huzopedza chitema;
Unzai makore churu, Moyera.

[C]
Mbiri, Hariruya, Kudza Hariruya!
Mbiri, Hariruya! Kunyenye.

[V3]
Nguva dzese tinonzwa, Tim’de Timusandire
Tinosvika Zioni, Tim’one

[C]
Mbiri, Hariruya, Kudza Hariruya!
Mbiri, Hariruya! Kunyenye.

291. Yakafanira Nyenye

Link copied to clipboard successfully!