Hymn 285 Kune Nzvimbo Yakanaka

[V1]
Kune nzvimbo yakanaka, Petyo pana Baba
Nzvimbo isina chitema , Petyo kuna Baba

[C]
O Jesu Mununuri, makatuma pasi
Mutisvededze isu, petyo kuna Baba

[V2]
Kune nzvimbo yerufaro, Petyo kuna Baba
Apo takumbana Naye, Petyo kuna Baba

[C]
O Jesu Mununuri, makatuma pasi
Mutisvededze isu, petyo kuna Baba

[V3]
Kune nzvimbo yezororo, Petyo kuna Baba
Nzvimbo iyo yerufaro, Petyo kuna Baba

[C]
O Jesu Mununuri, makatuma pasi
Mutisvededze isu, petyo kuna Baba

285. Kune Nzvimbo Yakanaka

Link copied to clipboard successfully!