Hymn 229
Ndiani Osarudza Tenzi
Verse 1
Ndiyani Osarudza Tenzi Nzira mbiri chisarudza!
Chorus
Chi...sa...ru...dza,
(Musarudze nhasi, masarudze nhasi),
Pakati pe’di nechitema.
(Musarudze nhasi, masarudze nhasi),
Pakati pe’di nechitema.
Verse 2
Zvuru zvasarudza kumira, Kurutivi-rwo rwechitema.
Chorus
Chi...sa...ru...dza,
(Musarudze nhasi, masarudze nhasi),
Pakati pe’di nechitema.
(Musarudze nhasi, masarudze nhasi),
Pakati pe’di nechitema.
Verse 3
Uyayi, mirayi naTenzi, Ndiye chete ane-upenyu.
Chorus
Chi...sa...ru...dza,
(Musarudze nhasi, masarudze nhasi),
Pakati pe’di nechitema.
(Musarudze nhasi, masarudze nhasi),
Pakati pe’di nechitema.
Text from Kristu Munzwiyo · © respective copyright holders · shared for worship use
Swipe left or right for the next or previous hymn