Hymn 210

Jesu Muponesi Anoshamisa

Verse 1
Tenzi akatichenura
Tenzi anoshamisa
Takanunurwa nem’tengo!
Tenzi anoshamisa!
Chorus
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Verse 2
Ndom’tenda neropa rake
Tenzi anoshamisa!
Randidzosa kuna Mwari
Tenzi anoshamisa!
Chorus
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Verse 3
Akasamba mwoyo wangu
Tenzi anoshamisa!
Zvino arikutonga’mo
Tenzi anoshamisa!
Chorus
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Verse 4
Ofamba neni munzira
Tenzi anoshamisa!
Anondichengeta
Iye Tenzi anoshamisa!
Chorus
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Verse 5
Anoti ndikurire
Tenzi anoshamisa!
Ndikurire nguva dzese
Tenzi anoshamisa!
Chorus
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Verse 6
Ndinomupa mwoyo wese
Tenzi anoshamisa!
Pasi harina rutivi
Tenzi anoshamisa!
Chorus
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!
Jesu wangu Muponesi anoshamisa!

Text from Kristu Munzwiyo · © respective copyright holders · shared for worship use

Link copied to clipboard successfully!