Hymn 190

Zita Rino Kosha

Verse 1
Tora zita rake Jesu
Iwe mwana wenhamo
Rinozokupa zororo
Tora ufambe naro
Chorus
Zita ri... nokosha
Rinotipa rufaro
Zita ri...nokosha
Rinotipa rufaro
Verse 2
Tora zita rake Jesu
Riwe chidziwiriro
Kana wave muzviyedzo
Ridane mum’namato
Chorus
Zita ri... nokosha
Rinotipa rufaro
Zita ri...nokosha
Rinotipa rufaro
Verse 3
Tora zita rake Jesu,
Rinofadza mumwoyo
Apo achitigashira,
Tichazomuimbira
Chorus
Zita ri... nokosha
Rinotipa rufaro
Zita ri...nokosha
Rinotipa rufaro
Verse 4
Tichapfugamira Jesu
Towa pamberi pake
Tomupfekedza chirenba
Tapedza rwendo rwedu
Chorus
Zita ri... nokosha
Rinotipa rufaro
Zita ri...nokosha
Rinotipa rufaro

Text from Kristu Munzwiyo · © respective copyright holders · shared for worship use

Link copied to clipboard successfully!