Hymn 167

Nheyo Yakasimba

Verse 1
Nheyo yakasimba, Yakaiswa na iShe
Yakaiswa kutisimbisa isu isu
Hapana zvaanga ataura zve iye
Iye wakatizira kuna Muponesi
Iye wakatizira kuna Muponesi
Verse 2
Musatye ndine mwi, O musanete zvenyu
Nokuti ini ndiri, Mwari wenyu
Ndinopa masimba, okuti mugomira
Makabatwa nesimba, neruoko Rwangu
Makabatwa nesimba, neruoko Rwangu
Verse 3
Kana ndichifamba mumatambudziko
Mutsa wenyu wakawanda kwandiri’ni
Nomukati momurazvu womoto
Ini ndichakuchengeta usatya
Ini ndichakuchengeta usatya
Verse 4
Uyo unotsamira kuna Jesu
Haazombo kandwi kuvavengi
Nyangwe Satani achiedza sei
Iwe uchaponeswa na She, wesimba
Iwe uchaponeswa na She, wesimba

Text from Kristu Munzwiyo · © respective copyright holders · shared for worship use

Link copied to clipboard successfully!