Hymn 137
Tora Hako Pasi
Verse 1
Ungatore hako pasi
Nerufaro rwaro rwese
Asi ndipe hangu Jesu
Anogara narini
Nerufaro rwaro rwese
Asi ndipe hangu Jesu
Anogara narini
Chorus
Tsitsi dzake dzakadzama, Nerudorwo rukuru
Rununuro rwakakomba, Chitsidzo che upenyu

Verse 2
Ungatora hako pasi
Undipe hangu Jesu
Anondi nyaradza mweya
Naya ndinozoimba

Verse 3
Ungatora hako pasi
Undipe hangu Jesu
Ndione kufara kwake
Kondifadza munzira

Verse 4
Ungatora hako pasi
Undipe hangu Jesu
Ndinosimbira m’chinjiko
Dakara ndimuone
Undipe hangu Jesu
Ndinosimbira m’chinjiko
Dakara ndimuone
Chorus
Tsitsi dzake dzakadzama, Nerudorwo rukuru
Rununuro rwakakomba, Chitsidzo che upenyu
Rununuro rwakakomba, Chitsidzo che upenyu
Text from Kristu Munzwiyo · © respective copyright holders · shared for worship use
Swipe left or right for the next or previous hymn