Hymn 115

Murapi Mukuru

Verse 1
Murapi m’kuru uripo we mutsa, ndiye Jesu.
Anofarisa warombo, Inzwai izvi raJesu.
Chorus
Zita Rake ritendzwe, Zita rake rikudzwe
Zita Rake riimbwe; Jesu hunde Jesu
Verse 2
Zwitadzo zwa sunungurwa Inzwai izwi raJesu.
Fambanyi naYe kudenga, Tigere’ko naJesu.
Chorus
Zita Rake ritendzwe, Zita rake rikudzwe
Zita Rake riimbwe; Jesu hunde Jesu
Verse 3
Mbiri kuNyenye yaMwari, Ndinodawira Jesu,
Ndinodisa zita iri raMuponesi Jesu.
Chorus
Zita Rake ritendzwe, Zita rake rikudzwe
Zita Rake riimbwe; Jesu hunde Jesu
Verse 4
Zwimwe ndatadza ndinoda Kunzwa zita ra Jesu,
Mwoyo wangu wanyaradzwa Ngezita’ro ra Jesu.
Chorus
Zita Rake ritendzwe, Zita rake rikudzwe
Zita Rake riimbwe; Jesu hunde Jesu
Verse 5
Apo iye achauya nembiri ne upenyu,
Tichafara kutaura ruponeso rwaJesu.
Chorus
Zita Rake ritendzwe, Zita rake rikudzwe
Zita Rake riimbwe; Jesu hunde Jesu

Text from Kristu Munzwiyo · © respective copyright holders · shared for worship use

Link copied to clipboard successfully!