Hymn 12
Iripo Tsime
Verse 1
Iripo tsime izere Neropa RaJesu;
Vanyangadzi vasamba’mo Vanochena naro
Vanyangadzi vasamba’mo Vanochena naro
Verse 2
Mbavha yekufa yafara Kuona tsime’yo
Kana ini munyangadzi, Ndinochena nayo.
Kana ini munyangadzi, Ndinochena nayo.
Verse 3
Nyenye yaMwari, ropaIro, Harishaye simba
Dakara vanhu vaJesu, Vese vaponeswa
Dakara vanhu vaJesu, Vese vaponeswa
Verse 4
Tenzi ndinodawirazve, Kana ndakatadza
Vandigadzirira chipo, Chawanwa ngeropa
Vandigadzirira chipo, Chawanwa ngeropa
Verse 5
Nekudenga ndichaimba ngesimba nerudo
Kuti ngeropa raJesu Ndaponeswa naro.
Kuti ngeropa raJesu Ndaponeswa naro.
Text from Kristu Munzwiyo · © respective copyright holders · shared for worship use
Swipe left or right for the next or previous hymn